Ko mucharamba muchindikanganwa kusvikira riniko nhai Tenzi Mucharamba makandivanzira chiso chenyu kusvikira riniko Riniko Riniko Kusvikira riniko Ko ndicharwadziwa moyo kusvikira riniko Ndine shungu mumoyo mangu siku nesikati here KoContinue readingNDIPINDUREIWO – Admire Mufakazi
NDIBATSIREIWO – Admire Mufakazi
Kurumidzai imi Mwari kundinunura Kurumidzai imi Tenzi kundibatsira Ngavanyadziswe Vakangaidzwe Vanhu vanotsvaka hupenyu hwangu Ngavadzoserwe shure nokunyadziswa Vaya vanofarira kuti ndipinde munjodzi Ngavadzokere shure nokuda kwokunyadziswa kwavo Vaya vanonditi TsvatuContinue readingNDIBATSIREIWO – Admire Mufakazi
Anetsa – Admire Mufakazi
Kana ndapenda Kana ndamenda Kana ndalander Ndobva ndalazer Ndofonera Brenda Ndiri kuda tsvarakadenga Tembelani ndatenda Chindi tagger Tiri tega Takutodater Ndiri kutsvaga one anozvimiririra Anofanira kunge akazvininipisa Blaz ndiri kudaContinue readingAnetsa – Admire Mufakazi
MWANANGU – Admire Mufakazi
Kotamisa huso unamate Kotamisa huso Kotamisa huso unamate mwanangu Kotamisa huso Munyaradzi ndimi Ndimi munondirwira Ndimi munondipukuta misodzi Haikona kuzokanganwa Haikona kuzokanganwa Ukaramba wakashinga Ramangwana rako iwe Richazova rakanaka MunziraContinue readingMWANANGU – Admire Mufakazi
Murozvi – Admire Mufakazi
Tiri mulock down Azvidi vane madoubts Ndazoripfeka zigown Ndadzoka nerimwe zisound Ndikufamba necrowd Ndane value kunge pound Ndapinda muchiround Ndaimbova ziguru pafraud Magara Moyo munogona Murozvi mukuru Changamire Changamire ChangamireContinue readingMurozvi – Admire Mufakazi
Chirumhanzu – Admire Mufakazi
Chirumhanzu Ndauya kuzombopira Ndauya Ndauya Ndauya Madzibaba edu ese Madzisekuru edu ese Madzitateguru honaiwo vhurai maziso Vanobva kwaChirumhanzu Ndiyoyika ino nguva Toda kumbopirawo mupiro Gonawapotera Mapiravana Moyomusande Nyautonge Charandura ChinyuniContinue readingChirumhanzu – Admire Mufakazi
Ndauya – Admire Mufakazi
Ndinoda kukutendai Ndinoda futi Tendai Ndinoda kukutembai Ndinoda naTembelani Ndinoda kukuchekai Ndiri kutoda Chenai Ndinoda kukusekai Ndinoda futi Sekai Ndauya Ndauya Ndauya Ndauya Ndauya Ndauya Rega ndizadzise chirevo zvirevo wavaContinue readingNdauya – Admire Mufakazi
ZVAKAPFUURA – Admire Mufakazi
Zvakakunyanyira zvakakuwandira zvakakurambidza Zvakakuratidza zvakakutambisa zvakakutambidza Makavaimbireiko makavaitireiko makavaisireiko Zvakapfuura Zvakapfuura Zvakapfuura zvakapfuura Wakamuka wakafunda Wakakudza wakakunda Wakapusa wakasungwa Wakatumwa wakaruza Wakasvuta wakatuka Zvakapfuura zvakapfuura nechikonzero Ndiko kwazvinofanira kugara AsiContinue readingZVAKAPFUURA – Admire Mufakazi
VAKOMBOREREYI – Admire Mufakazi
Vakomborereyi Vakomborereiwo Vakomborereyi Vari kutitsigira Vakomborereyi Vakomborereiwo Vakomborereyi Vari kutitsigira Vari kutitsigira Vanoda zviende mberi Vanoshuwira vanoshuwira Vakomborereiwo Ndinoda kutenda mafans angu Mwari Pasina ivo andina chandiri Mwari Vanogonesa vanhuContinue readingVAKOMBOREREYI – Admire Mufakazi
Hwayana – Admire Mufakazi
Hwayana yaMwari Ndimi Munobvisa Matadzo Hwayana yaMwari Ndimi Munobvisa Matadzo Nerimwe ramazuva Muchazviona Mwana waMwari Paakatifira pamuchinjikwa Aiva neshungu Aiva neshungu Shungu Dzekutiponesa Nerimwe ramazuva Muchazviona Mwana waMwari Paakatifira pamuchinjikwaContinue readingHwayana – Admire Mufakazi