Kotamisa huso unamate Kotamisa huso Kotamisa huso unamate mwanangu Kotamisa huso Munyaradzi ndimi Ndimi munondirwira Ndimi munondipukuta misodzi Haikona kuzokanganwa Haikona kuzokanganwa Ukaramba wakashinga Ramangwana rako iwe Richazova rakanaka Munzira mauri kufamba Haikona kuzochema chema Zvimwe zvacho uchazozvinzwisisa Zvimwe zvacho uchazozvifarira Kana uchinge wakura Kotamisa huso unamate Kotamisa huso Kotamisa huso unamate mwanangu Kotamisa huso Teerera mwana teerera Shoko rake richakuvhikira Kana uchida kunzwisisa shoko raTenzi Pfugama unamate Pfugama unamate Pfugama unamate Ende zvimwe zvacho Zvongoda kushinga Munzira ino yatiri Hmmmmmmm seiko zvichidaiso Musandityire Baba musandityire Ndichashingirira Kotamisa huso unamate Kotamisa huso Kotamisa huso unamate mwanangu Kotamisa huso Kotamisa huso unamate Kotamisa huso Kotamisa huso unamate mwanangu Kotamisa huso Kotamisa huso unamate Kotamisa huso