Advertisement Area
Wordpress backlinks generator
Free public records and people finder tool
Free People Finder Tool
Creative shipping and logistics solution in Egypt
Wordpress backlinks generatorAmireta | All that relate to the woman, The health, And the beautyأميريتا - كل ما يخص المرأة و الصحة و الجمالVisit Visit Visit

Shaina – Admire Mufakazi

Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Rega ndimbokuruma nzeve dzako
Kana uchida kuti zvinhu zvako
Zvigozobudirira
Mwari havana kumborara
Washanda washanda wabuda ziya
Kumbira huchenjeri usazotambisa ziya
Usazomhanyira, usazofambira
Dzisina maturo usazofanika
Wakasarudza nzira isina maturo
Wakayaruka ukafunga kuti wakunda
Wakatambura, wakatambudza
Wakatakura mutoro, wakashanduka
Mwari vakakukomborera
Wakabuda mumadhaka
Wave munhu akanaka
Ave munhu akanaka
Nhasi uno uri kudada
Nhasi uno uri kudada
NaJesu unototi udade
NaJesu unototi udade
Mufaro wako wakati fashu fashu fashu
Kunge mvura yemafashamo
Mufaro wako wakatoti fashu
Kunge mvura yemafashamo
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Vamwe vachati haunzwisisike
Hupenyu hwavo havanzwisise
Asi vachada kunzwisisa hwako
Vanogara vachikureva
Nhasi ndauya kuzofumura muvengi
Anyanya kuita kunge benzi
Anyanya kuita kunge benzi
Anyanya kuita kunge benzi
Rega kuti kumunhu benzi
Kuna Mwari hakuna mapenzi
Kuna Mwari hakuna mapenzi
Kuna Mwari hakuna mapenzi
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Ndiregerereyi
Ndiregerereyi
Wave munhu mutsva ahusisina kufa
Joko rako nderako Mwari anewe
Misodzi yawakadonhedza mugomo riya
Mwari havana kutombozvikanganwa
Pese pawaidana zita ravo
Vaigara vachikudavira
Ndipeyi mazano
Kana ndava kuronga zvirongwa
Ndinokumbira huchenjeri
Hwekuziva kuti imi ndimi munozvironga
Mwari Baba vari kuti
Chenjera muromo wako ngwarira
Mashoko awareva achareva
Zvawareva ndizvo zvichareva
Wedenga Wedenga Wedenga Wedenga Wedenga
Tave kusvika kumapendero
Wedenga Wedenga Wedenga Wedenga Wedenga
Tave kusvika kumagumo
Magumo acho mavambo ezvimwe zvacho
Mavambo tinoti kwamuri
Tinoti kwamuri
Garai makateya nzeve
Wedenga Wedenga Wedenga Wedenga Wedenga
Ngazvifambe ngazviende mberi
Wedenga Wedenga Wedenga Wedenga Wedenga
Uku Kuseri Kwekumberi
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina
Shaina

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Advertisement Area
Wordpress backlinks generator
Free public records and people finder tool
Free People Finder Tool
Creative shipping and logistics solution in Egypt
Wordpress backlinks generatorAmireta | All that relate to the woman, The health, And the beautyأميريتا - كل ما يخص المرأة و الصحة و الجمالVisit Visit Visit