Pakupera kwezuva Chabuda hapana Parinopinda muna mai varo Chabuda hapana Uchingoti zvakaoma Uchingoti zvakaoma Zvakaoma here Ndizvo zvawareva Pakufamba uchitsvaga Ukasakumbira uchashaya Pakufamba uchitsvaga Ukasatenda uchashaya Pakufamba uchitsvaga Ukanyara uchashaya Shoko raMwari Ngarive Chiedza Chako Pakufamba uchitsvaga Ukasakumbira uchashaya Pakufamba uchitsvaga Ukasatenda uchashaya Pakufamba uchitsvaga Ukanyara uchashaya Shoko raMwari Ngarive Chiedza Chako Takavaona vachidzokera Kwavainge vabva Kubhururuka mahusiku nerusero Kusvika tarwa Takangoti nemuzita raJesu Takangoti nemuzita raJesu Takangoti nemuzita raJesu Takangoti nemuzita raJesu Vakaita hasha kupupa hasha Pavakanzwa zita iroro Vakabva vatowedzera Kutitsimbirira pamadzikirira Takangoti nemuzita raJesu Takangoti nemuzita raJesu Takangoti nemuzita raJesu Takangoti nemuzita raJesu Pakufamba uchitsvaga Ukasakumbira uchashaya Pakufamba uchitsvaga Ukasatenda uchashaya Pakufamba uchitsvaga Ukanyara uchashaya Shoko raMwari Ngarive Chiedza Chako Pakufamba uchitsvaga Ukasakumbira uchashaya Pakufamba uchitsvaga Ukasatenda uchashaya Pakufamba uchitsvaga Ukanyara uchashaya Shoko raMwari Ngarive Chiedza Chako Hakuna simba richakuwisa Iwewe Hakuna simba richakuwisa Iwewe Hakuna simba richakuwisa Iwewe Hakuna simba chero ripi zvaro Richakuwisa munzira mako Tarisai muone zvaida kuitika paye Paye, paye paye Dzakaperera kumatare Takasimbisa chinyakare Takaitiswa chinyakare Takasimbisa chinyakare Takaitiswa chinyakare Pakufamba uchitsvaga Ukasakumbira uchashaya Pakufamba uchitsvaga Ukasatenda uchashaya Pakufamba uchitsvaga Ukanyara uchashaya Shoko raMwari Ngarive Chiedza Chako Pakufamba uchitsvaga Ukasakumbira uchashaya Pakufamba uchitsvaga Ukasatenda uchashaya Pakufamba uchitsvaga Ukanyara uchashaya Shoko raMwari Ngarive Chiedza Chako