Kana ndapenda Kana ndamenda Kana ndalander Ndobva ndalazer Ndofonera Brenda Ndiri kuda tsvarakadenga Tembelani ndatenda Chindi tagger Tiri tega Takutodater Ndiri kutsvaga one anozvimiririra Anofanira kunge akazvininipisa Blaz ndiri kuda akazvidukupisa Dziri kuda kufambirwa nyaya rega tingodzifambira Anetsa Anetsa Anetsa aaaah Ndiye zai regondo Anetsa Anetsa Anetsa aaaah Ndiye zai regondo Ane mukwekwezengwe Anobva Kwekwe Pa caption Body yake ine shape Ane zi curve Boterekwa Uchenjere kuita stress Uchenjere kuita mate Aikona kuzonyora test Anonzi Chinhoyi Cave Anofarira maface But not vane maFacts Haadi kupinzwa mu Press Ari kusimbisa pace Situation iri worse Isusu zvedu tiri surf Pese pangori nestain Tinochenesa Tinopenyesa Tinowedzera Tino Tinokuchingamidzai Tinokuvhiringidzai Tinokuperekedzai Tinokususukidzai Mashoko makukutu Ubve wangoita chimumumu Andidi kuinzwa nyaya yekushandira munhu wenyama Handina nguva yekuswera ndichingokuza munhu Morning Sir morning Maam Pamwe pacho kutotiza Boss vasvika trying to impress tuck in watova chiForomani Ndonzi Admire Simbarashe Mufakazi Simbarashe simba simba raMwari Teererai munzwe simba raTenzi Beji beji Ndichatenga Benz Achakuyedza Achakuyeva ende mate uchamedza Achakuseka nechemumoyo achakuteya Achakuseva Achakutsenga Achakureva Achakuchera sembeva Achakurega Siya chi burger cheka muriwo tidye sadza nematemba Vanobhema murder musazodhibha mupeta Makutosema zvamakaseta zvamenge makaremegwa Achakubaker sechingwa Achakupedza Inini ndiri magen'a Ende Andi flashe muchemba Matemba ndiri zigweja Ende nditori zimajor Ari kuda kunditemha Manje andidonhi munhenga Ndinokukwezva ndigokusampler referee ridza chibhera Anetsa Anetsa Anetsa aaaah Ndiye zai regondo Anetsa Anetsa Anetsa aaaah Ndiye zai regondo Ndinoda mwana wamambo Tisu vekudenha mago Rega ndisiyane nazvo Zvimaloss zvemusango Zviri kutsvaga raramo Kuita kunge zvemazano Tichazoonana mbai mbai Muchingoti dai dai Ndoda kutora mukana kutenda vese vari kunditsigira Takanyanya Takanaka Takaramba Takazama Takafamba Takarara Takasara Takawana Takashaya Takatadza Takapata Takatamba Takahwanda Takawanda Takatamba Takashama