Ndinopotera kuna Tenzi Seiko muchiti kwandiri Tizira kumakomo seshiri Nokuti tarira Vakaipa vanokunga uta Kuti vapfure munhu Ano mwoyo wakarurama Ano mwoyo wakarurama Murima Kana nheyo dzaparadzwa Angaiteiko Akarurama Angaiteiko Kana nheyo dzaparadzwa Achanayisa Mazimbe Omoto Nesarufa Pamusoro pavakaipa Mhepo inopisa ichava mugove wavo Wavakapihwa Nokuti Tenzi akarurama Anoda zviito zvakarurama Vakarurama vachaona Chiso chake Tenzi agere muimba yake inoera Chigaro choushe chaTenzi chiri kudenga Maziso ake anotarira achiongorora vanhu Achanayisa Mazimbe Omoto Nesarufa Pamusoro pavakaipa Mhepo inopisa ichava mugove wavo Wavakapihwa Nokuti Tenzi akarurama Anoda zviito zvakarurama Vakarurama vachaona Chiso chake Tenzi Anoedza Vakarurama navakaipa Asi anovenga vakaipa Navanofarira kupamba Achanayisa Mazimbe Omoto Nesarufa Pamusoro pavakaipa Mhepo inopisa ichava mugove wavo Wavakapihwa Nokuti Tenzi akarurama Anoda zviito zvakarurama Vakarurama vachaona Chiso chake Ndinopotera kuna Tenzi Seiko muchiti kwandiri Tizira kumakomo seshiri Nokuti tarira Vakaipa vanokunga uta Kuti vapfure munhu Ano mwoyo wakarurama Ano mwoyo wakarurama Murima